Numbers 13:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaZeburuni, Gadieri, mŋanakomana waSodi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaZebhuruni, Gadhieri mwanakomana waSodhi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaZebhuroni, makatorwa Gadhieri mwanakomana waSodhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaZebhuruni, Gadhieri, mwanakomana waSodhi.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaZebhuruni, Gadhieri, mwanakomana waSodhi.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaZebhuruni, Gadhieri, mwanakomana waSodhi.