Numbers 13:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaJosefa, irwo rudzi rwaManase, Gadi, mŋanakomana waSusi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaManase (rudzi rwaJosefa), Gadhi mwanakomana waSusi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaJosefi, dzinza rokwaManase, makatorwa Gadhi mwanakomana waSusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaJosefa, irwo rudzi rwaManase, Gadhi, mwanakomana waSusi.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaJosefa, irwo rudzi rwaManase, Gadhi, mwanakomana waSusi.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaJosefa, irwo rudzi rwaManase, Gadhi, mwanakomana waSusi.