Numbers 13:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaDani, Amieri, mŋanakomana waGemari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaDhani, Amieri mwanakomana waGemari;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaDhani, makatorwa Amieri mwanakomana waGemari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaDhani, Amieri, mwanakomana waGemari.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaDhani, Amieri, mwanakomana waGemari.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaDhani, Amieri, mwanakomana waGemari.