Numbers 13:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaGadi, Geueri, mŋanakomana waMaki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaGadhi, Generi mwanakomana waMaki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaGadhi, makatorwa Geueri mwanakomana waMachi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaGadhi, Geueri, mwanakomana waMaki.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaGadhi, Geueri, mwanakomana waMaki.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaGadhi, Geueri, mwanakomana waMaki.