Numbers 13:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo mazita aʋarume ʋakatumŋa naMosesi kundoshora nyika. Mosesi akatumidza Hoshea, mŋanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo mazita avarume vakatumwa naMozisi kundosora nyika. (Mozisi akatumidza Hoshia mwanakomana waNuni zita rokuti Joshua).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiwo mazita avasori vakatumwa naMosesi kundosora nyika iyoyo. Mosesi akatumidza Hosea mwanakomana waNuni kuti Joshuwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mazita avarume vakatumwa naMosesi kundosora nyika. Mosesi akatumidza Hoshea, mwanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua.
Shona 2009?
Ndiwo mazita avarume vakatumwa naMozisi kundoshora nyika. Mozisi akatumidza Hoshea, mwanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo mazita avarume vakatumwa naMosesi kundosora nyika. Mosesi akatumidza Hoshea, mwanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua.