Numbers 13:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akaʋatuma kundoshora nyika yeKanani, akati kwaʋari: Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati avatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Kwirai mupinde nechokuNegevhi uye nomunyika yamakomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo;
Shona 2009?
Mozisi akavatuma kundoshora nyika yeKenani, akati kwavari, "Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo;
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo;