Numbers 13:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mundoʋone‐nyika, kuti yakaɗiniko, naʋanhu ʋagere’mo, kana ʋanesimba, kana ʋasina, kana ʋari ʋashoma, kana ʋari ʋazhinji;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mundoona kuti nyika yakadini uye kuti vanhu vanogarako vakasimba here kana kuti havana, vashoma here kana kuti vazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji;
Shona 2009?
mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji;
Shona SUB 2002 Bible
mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji;