Numbers 13:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nenyika ʋo yaʋagere’mo, kuti yakaɗiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta maʋagere, kuti akaɗiniko, kana ʋagere mumisasa kana munhare;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yavanogara yakadini? Yakanaka here kana kuti yakaipa? Maguta avagere maari akadiniko? Haana masvingo here kana kuti akakomberedzwa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Endai mundoona kuti nyika yavagere inyika yakanaka here kana kuti yakaipa. Muonewo kuti maguta avagere akakomberedzwa nerusvingo here kana kuti kwete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenyikawo yavageremo, kuti yakadiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta mavagere, kuti akadiniko, kana vagere mumisasa kana munhare;
Shona 2009?
nenyikawo yavageremo, kuti yakadiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta mavagere, kuti akadiniko, kana vagere mumisasa kana munhare;
Shona SUB 2002 Bible
nenyikawo yavageremo, kuti yakadiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta mavagere, kuti akadiniko, kana vagere mumisasa kana munhare;