Numbers 13:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋakakwira ʋakandoshorenyika, ʋacibva murenje reZini, kuȿikira Rehobi, paʋanopinda Hamati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vakakwira vakandosora nyika kubva kurenje reZini kusvikira kuRehobhi, kwakanangana neRebho Hamati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vakakwira vakandosora nyika, vachibva murenje reZini, kusvikira Rehobhu, pavanopinda Hamati.
Shona 2009?
Naizvozvo vakakwira vakandoshora nyika, vachibva murenje reZini, kusvikira Rehobhu, pavanopinda Hamati.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vakakwira vakandosora nyika, vachibva murenje reZini, kusvikira Rehobhu, pavanopinda Hamati.