Numbers 13:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Karebi akanyaradza ʋanhu pamberi paMosesi, akati: Ŋgatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwaɀo kuikunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMozisi akati, “Tinofanira kukwira tindotora nyika nokuti zvirokwazvo tinogona kuitora.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Karebhu akanyaradza vanhu vaiva pana Mosesi achiti, “Handeiko izvozvi, tindoitora. Chokwadi, tinokwanisa kuzviita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMosesi akati, “Ngatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwazvo kuikunda.”
Shona 2009?
Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMozisi akati, "Ngatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwazvo kuikunda."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMosesi akati, “Ngatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwazvo kuikunda.”