Numbers 13:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋakwira naye, ʋakati: Hatigoni kukwira kundorwa naʋanhu aʋo, nokuti ʋanotikurira nesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi varume vakanga vaenda naye vakati, “Hatigoni kurwisa vanhu ava; vakasimba kutipfuura isu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, “Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba.”
Shona 2009?
Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, "Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba."
Shona SUB 2002 Bible
Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, “Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba.”