Numbers 13:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo mazita aʋo: Ʋokurudzi rwaRubeni, Shamua, mŋanakomana waZakuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haano mazita avo: kubva kurudzi rwaRubheni, Shamua mwanakomana waZakuri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mazita avo: Vokurudzi rwaRubheni, Shamua, mwanakomana waZakuri.
Shona 2009?
Ndiwo mazita avo: Vokurudzi rwaRubheni, Shamua, mwanakomana waZakuri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo mazita avo: Vokurudzi rwaRubheni, Shamua, mwanakomana waZakuri.