Numbers 13:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaSimeoni, Shafati, mŋanakomana waHori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaSimeoni, Shafati mwanakomana waHori;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaSimeoni, makatorwa Shafati mwanakomana waHoru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaSimeoni, Shafati, mwanakomana waHori.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaSimiyoni, Shafati, mwanakomana waHori.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaSimeoni, Shafati, mwanakomana waHori.