Numbers 13:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaJuda, Karebi, mŋanakomana waJefune.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaJudha, Karebhu mwanakomana waJefune;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaJudha, makatorwa Karebhu mwanakomana waJefune.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaJudha, Karebhu, mwanakomana waJefune.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaJudha, Karebhu, mwanakomana waJefune.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaJudha, Karebhu, mwanakomana waJefune.