Numbers 13:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaIsakari, Igari, mŋanakomana waJosefa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaIsakari, Igari mwanakomana waJosefa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaIsakari, makatorwa Igari mwanakomana waJosefi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaIsakari, Igari, mwanakomana waJosefa.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaIsakari, Igari, mwanakomana waJosefa.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaIsakari, Igari, mwanakomana waJosefa.