Numbers 13:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaEfraimi, Hoshea, mŋanakomana waNuni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaEfuremu, Hoshea mwanakomana waNuni;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaEfuremu, makatorwa Hoshea mwanakomana waNuni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaEfuremu, Hoshea, mwanakomana waNuni.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaEfuremu, Hoshea, mwanakomana waNuni.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaEfuremu, Hoshea, mwanakomana waNuni.