Numbers 13:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋokurudzi rwaBenjamini, Parti, mŋanakomana waRafu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva kurudzi rwaBhenjamini, Pareti mwanakomana waRafu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaBhenjamini, makatorwa Pariti mwanakomana waFaru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vokurudzi rwaBhenjamini, Paruti, mwanakomana waRafu.
Shona 2009?
Vokurudzi rwaBhenjamini, Paruti, mwanakomana waRafu.
Shona SUB 2002 Bible
Vokurudzi rwaBhenjamini, Paruti, mwanakomana waRafu.