Numbers 14:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋuŋgano yose yakacema ɀikuru; ʋanhu ʋakacema ʋusiku ibgobgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku ihwohwo vanhu vose veungano vakasimudza manzwi avo vakachema zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gungano rose ravaIsiraeri rakaridza mhere usiku ihwohwo vakarara vachichema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ungano yose yakachema zvikuru; vanhu vakachema usiku ihwohwo.
Shona 2009?
Zvino ungano yose yakachema zvikuru; vanhu vakachema usiku ihwohwo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ungano yose yakachema zvikuru; vanhu vakachema usiku ihwohwo.