Numbers 14:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋuŋgano yose yakati ʋatakwe namabge. Ipapo kubginya kwaJehova kwakaʋonekwa mutente rokusoŋgana naʋana ʋaIsraeri ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ungano yose yakataura nezvokuti vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa paTende Rokusangana navaIsraeri vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mhomho yose yavaIsiraeri yakada kuvatema namabwe. Pakarepo vaIsiraeri vose vakaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kutendhe rinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ungano yose yakati vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa mutende rokusangana navana vaIsiraeri vose.
Shona 2009?
Asi ungano yose yakati vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa mutende rokusangana navana vaIsiraeri vose.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ungano yose yakati vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa mutende rokusangana navana VaIsiraeri vose.