Numbers 14:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akati kunaJehova: ƲaEgipita ʋacaɀinzwa, nokuti makaɓuɗisa ʋanhu aʋa pakati paʋo nesimba renyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati kuna Jehovha, “Ipapo vaIjipita vachanzwa pamusoro pazvo! Kuti makabudisa vanhu ava kubva pakati pavo nesimba renyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mosesi akateterera Tenzi achiti, “VaIjipiti vachazvinzwa nokuti imi makabvisa vanhu ava nesimba renyu vachibva mukati mavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati kuna Jehovha, “VaIjipiti vachazvinzwa, nokuti makabudisa vanhu ava pakati pavo nesimba renyu;
Shona 2009?
Mozisi akati kuna Jehovha, "VaIjipiti vachazvinzwa, nokuti makabudisa vanhu ava pakati pavo nesimba renyu;
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akati kuna Jehovha, “VaIjipiti vachazvinzwa, nokuti makabudisa vanhu ava pakati pavo nesimba renyu;