Numbers 14:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀitunha ɀenyu ɀicawira murenje rino; imi mose makaʋereŋgwa, nokuwanda kwenyu kwose, ʋose ʋanamakore makumi maʋiri naʋanopfuʋura, ʋakandinyunyutira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvitunha zvenyu zvichawira murenje rino, imi mose muna makore makumi maviri kana makumi maviri neanoraudza makaverengwa pakuverengwa uye mukandipopotera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvitunha zvenyu zvichaita murakatira murenje rino. Vose vamakaverenga vaiva namakore makumi maviri navaiva naaipfuura iwayo, vakandinyunyutira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvitunha zvenyu zvichawira murenje rino; imi mose makaverengwa, nokuwanda kwenyu kwose, vose vana makore makumi maviri navanopfuura, vakandinyunyutira,
Shona 2009?
Zvitunha zvenyu zvichawira murenje rino; imwi mose makaverengwa, nokuwanda kwenyu kose, vose vana makore makumi maviri navanopfuura, vakandinyunyutira,
Shona SUB 2002 Bible
Zvitunha zvenyu zvichawira murenje rino; imi mose makaverengwa, nokuwanda kwenyu kwose, vose vana makore makumi maviri navanopfuura, vakandinyunyutira,