Numbers 14:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀirokwaɀo, imi hamuŋgapindi munyika yandakupikirai, ndiciti, ndicakugarisai’mo, asi Karebi, mŋanakomana waJefune, naJoshua, mŋanakomana waNuni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna mumwe wenyu achapinda munyika yandakakupikirai noruoko rwakasimudzwa kuti uve musha wenyu, kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune naJoshua mwanakomana waNuni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
hakuna nomumwe wavo achazopinda munyika yandakakupikirai kuti muzogaramo kusiya Karebhu mwana waJefune naJoshuwa mwana waNuni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvirokwazvo, imi hamungapindi munyika yandakupikirai, ndichiti, ndichakugarisaimo, asi Karebhu, mwanakomana waJefune, naJoshua, mwanakomana waNuni.
Shona 2009?
zvirokwazvo, imwi hamungapindi munyika yandakupikirai, ndichiti, ndichakugarisaimo, asi Karebhu, mwanakomana waJefune, naJoshua, mwanakomana waNuni.
Shona SUB 2002 Bible
zvirokwazvo, imi hamungapindi munyika yandakupikirai, ndichiti, ndichakugarisaimo, asi Karebhu, mwanakomana waJefune, naJoshua, mwanakomana waNuni.