Numbers 14:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana muri’mi, ɀitunha ɀenyu ɀicawira murenje rino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi imi zvitunha zvenyu zvichawira murenje rino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi zvitunha zvenyu zvichaita murakatira murenje muno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana murimi, zvitunha zvenyu zvichawira murenje, rino.
Shona 2009?
Asi kana murimwi, zvitunha zvenyu zvichawira murenje, rino.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana murimi, zvitunha zvenyu zvichawira murenje, rino.