Numbers 14:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samazuʋa amakaŋga mucishora nyika nawo, iwo mazuʋa anamakumi manna, saiɀoɀo mucaʋa nemhoȿa yokutadza kwenyu, zuʋa rimŋe nerimŋe ricaita gore rimŋe, ndiwo makore anamakumi manna, mugoziʋa kuti ndakakufuratirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwamakore makumi mana, gore richimirira zuva rimwe nerimwe ramazuva makumi mana amakasora nyika, muchatambudzika nokuda kwezvivi zvenyu uye muchaziva kuti zvinoita sei kuti ini ndirwe nemi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchaona ndondo kwamakore makumi mana nokuti manditadzira. Handiti makapedza mazuva makumi mana muchisora nyika iyoyo? Saka zuva roga roga richava gore muchirangirwa zvitadzo zvenyu. Kwamakore makumi mana muchanyatsoziva kuti rushambwa rwokufuratirwa neni rwakaita sei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samazuva amakanga muchishora nyika nawo, iwo mazuva ana makumi mana, saizvozvo muchava nemhosva yokutadza kwenyu, zuva rimwe nerimwe richaita gore rimwe, ndiwo makore ana makumi mana, mugoziva kuti ndakakufuratirai.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible

Recommended Reading