Numbers 14:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi wakaʋudza ʋana ʋaIsraeri mashoko iwaya ose; ʋanhu ʋakacema kwaɀo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati azivisa izvi kuvaIsraeri vose, vakachema zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akataurira vaIsiraeri vose mashoko iwayo vakabva vachema zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi wakaudza vana vaIsiraeri mashoko iwaya ose; vanhu vakachema kwazvo;
Shona 2009?
Zvino Mozisi wakaudza vana vaIsiraeri mashoko iwaya ose; vanhu vakachema kwazvo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi wakaudza vana VaIsiraeri mashoko iwaya ose; vanhu vakachema kwazvo;