Numbers 14:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakafumira maŋgwanani, ʋakakwira kumusoro wegomo, ʋakati: Tarirai, tiri pano heɗu, ticandokwira kwatakarairwa naJehova, nokuti tatadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwana acho mangwanani, vakakwira vakananga kumusoro kunyika yamakomo marefu. Vakati, “Takatadza hedu. Tichakwira tiende kunyika yatakavimbiswa naJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakafumomuka vakaenda kumusoro kunyika yamakomo vachiti, “Asi zvatava pano kudai ngatichiendai kunzvimbo yatakapikirwa naTenzi nokuti takatadzira Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakafumira mangwanani, vakakwira kumusoro wegomo, vakati, “Tarirai, tiri pano hedu, tichandokwira kwatakarairwa naJehovha, nokuti tatadza.”
Shona 2009?
vakafumira mangwanani, vakakwira kumusoro wegomo, vakati, "Tarirai, tiri pano hedu, tichandokwira kwatakarairwa naJehovha, nokuti tatadza."
Shona SUB 2002 Bible
vakafumira mangwanani, vakakwira kumusoro wegomo, vakati, “Tarirai, tiri pano hedu, tichandokwira kwatakarairwa naJehovha, nokuti tatadza.”