Numbers 14:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akati: Munoɗarikireiko murairo waJehova, nokuti mucaʋona nhamo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mozisi akati kwavari, “Sei musingateereri kurayira kwaJehovha? Izvi hazvibudiriri!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati, “Munodarikireiko murayiro waJehovha, nokuti muchaona nhamo.
Shona 2009?
Mozisi akati, "Munodarikireiko murayiro waJehovha, nokuti muchaona nhamo.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akati, “Munodarikireiko murairo waJehovha, nokuti muchaona nhamo.