Numbers 14:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakataura neʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, ʋakati: Nyika yatakapfuʋura napakati payo kuishora, inyika yakanaka kwaɀo‐kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kuungano yose yavaIsraeri, “Nyika yatakapfuura napakati payo tikaisora yakanaka kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakataurira mhomho yose yavaIsiraeri vachiti, “Nyika yatakaenda kundosora inyika yakanaka kwazvo kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakataura neungano yose yavana vaIsiraeri vakati, “Nyika yatakapfuura napakati payo kuisora, inyika yakanaka kwazvo‐kwazvo.
Shona 2009?
vakataura neungano yose yavana vaIsiraeri vakati, "Nyika yatakapfuura napakati payo kuishora, inyika yakanaka kwazvo-kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
vakataura neungano yose yavana VaIsiraeri vakati, “Nyika yatakapfuura napakati payo kuisora, inyika yakanaka kwazvo–kwazvo.