Numbers 15:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaɀiitwe saiɀoɀo panzombe imŋe neimŋe, kana gondobge rimŋe nerimŋe, kana gwaiana rimŋe nerimŋe, kana mbudzana imŋe neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hando imwe neimwe kana gondohwe, gwayana rimwe nerimwe kana mbudzana, zvinofanira kugadzirwa nenzira iyoyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngazviitwe saizvozvo panzombe imwe neimwe, kana gondohwe rimwe nerimwe, kana gwayana rimwe nerimwe, kana mbudzana imwe neimwe.
Shona 2009?
Ngazviitwe saizvozvo panzombe imwe neimwe, kana gondobwe rimwe nerimwe, kana gwayana rimwe nerimwe, kana mbudzana imwe neimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ngazviitwe saizvozvo panzombe imwe neimwe, kana gondohwe rimwe nerimwe, kana gwayana rimwe nerimwe, kana mbudzana imwe neimwe.