Numbers 15:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana muciȿika kunyika kwandinokuisai,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mopinda munyika yandinokuendesai
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri kuti kana mava munyika yandichakusvitsai,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana muchisvika kunyika kwandinokuisai,
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri uti kwavari kana muchisvika kunyika kwandinokuisai,
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana muchisvika kunyika kwandinokuisai,