Numbers 15:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana modya ɀokudya ɀenyika, munofanira kupa Jehova cipiriso cinotsaurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye mukadya zvokudya zvenyika iyo, munofanira kupa chikamu kuna Jehovha sechipiriso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mukange modya zvokudya zvemo, torai zvimwe mupire Tenzi mupiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana modya zvokudya zvenyika, munofanira kupa Jehovha chipiriso chinotsaurwa.
Shona 2009?
kana modya zvokudya zvenyika, munofanira kupa Jehovha chipiriso chinotsaurwa.
Shona SUB 2002 Bible
kana modya zvokudya zvenyika, munofanira kupa Jehovha chipiriso chinotsaurwa.