Numbers 15:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandinokupai kuti mugare,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri kuti, kana mava munyika yandichakupai kuti mugaremo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai;
Shona 2009?
"Taura navana vaIsraeri, uti kwavari, `Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai;
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai;