Numbers 15:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mucitadza, musiŋgaceŋgeti mirairo iyi yose, yakataurwa naJehova kunaMosesi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvino kana musingatadzi nobwoni kuchengeta mirayiro iyi yakapiwa kuna Mozisi naJehovha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana mukakanganisa mukarega zvenyu kuchengeta mirao iyoyi yakaudzwa Mosesi naTenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana muchitadza, musingachengeti mirairo iyi yose, yakataurwa naJehovha kuna Mosesi,
Shona 2009?
"Kana muchitadza, musingachengeti mirairo iyi yose, yakataurwa naJehovha kuna Mozisi,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana muchitadza, musingachengeti mirairo iyi yose, yakataurwa naJehovha kuna Mosesi,