Numbers 15:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀose ɀamakarairwa naJehova nomuromo waMosesi, kubva pazuʋa rakataŋga kuraira Jehova, kuȿikira kumarudzi enyu ose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvipi zvazvo zvakarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi, kubva nezuva razvakapiwa naJehovha uye zvichienda mberi kusvikira kumarudzi anotevera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvose zvamakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, kubva pazuva rakatanga kuraira Jehovha, kusvikira kumarudzi enyu ose,
Shona 2009?
zvose zvamakarairwa naJehovha nomuromo waMozisi, kubva pazuva rakatanga kuraira Jehovha, kusvikira kumarudzi enyu ose,
Shona SUB 2002 Bible
zvose zvamakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, kubva pazuva rakatanga kuraira Jehovha, kusvikira kumarudzi enyu ose,