Numbers 15:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri icakaŋganwirwa, nomutorwa ugere pakati paʋo; nokuti ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋaɀiita haʋo nokusaziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungano yose yavaIsraeri navatorwa vagere pakati pavo vachakanganwirwa, nokuti vanhu vose vakatadza vasingazivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhuri yose yeIsiraeri navatorwa vagere navo vacharegererwa nokuti munhu wose akanga arimo mukuvhiya katiyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ungano yose yavana vaIsiraeri ichakanganwirwa, nomutorwa agere pakati pavo; nokuti vanhu vose vakanga vazviita havo nokusaziva.
Shona 2009?
Ipapo ungano yose yavana vaIsiraeri ichakangamwirwa, nomutorwa agere pakati pavo; nokuti vanhu vose vakanga vazviita havo nokusaziva.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ungano yose yavana VaIsiraeri ichakanganwirwa, nomutorwa agere pakati pavo; nokuti vanhu vose vakanga vazviita havo nokusaziva.