Numbers 15:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu mumŋe akatadza nokusaziʋa, unofanira kuʋuya neshece yembudzi yegore rimŋe, ciʋe cipiriso ceɀiʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Asi kana munhu mumwe chete akatadza nokusaziva, anofanira kuuya nembudzana hadzi yegore rimwe chete kuti chive chipiriso chechivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhu mumwechete akatadza mukusaziva ngaapire mbudzi hadzi ine gore rimwechete uve mupiro wokupfupira zvitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu mumwe akatadza nokusaziva, anofanira kuuya nesheche yembudzi yegore rimwe, chive chipiriso chezvivi.
Shona 2009?
Kana munhu mumwe akatadza nokusaziva, anofanira kuuya nesheche yembudzi yegore rimwe, chive chipiriso chezvivi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu mumwe akatadza nokusaziva, anofanira kuuya nesheche yembudzi yegore rimwe, chive chipiriso chezvivi.