Numbers 15:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuʋa nomurairo mumŋe cete pamsoro pomunhu wakaita cinhu nokusaziʋa, kana ari munhu wakaɓerekerwa panyika pakati paʋana ʋaIsraeri, kana ari mutorwa ugere pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murayiro mumwe chete iwoyu unoshanda kuna vose vanotadza vasingazivi, angava akaberekerwa muIsraeri kana mutorwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anotadza mukasaziva kunyange ari chizvarwa chomuIsiraeri kana mutorwa agere nemi anosungwa nomutemo mumwechetewo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kuva nomurayiro mumwechete pamusoro pomunhu akaita chinhu nokusaziva, kana ari munhu akaberekerwa panyika pakati pavana vaIsiraeri, kana ari mutorwa agere pakati pavo.
Shona 2009?
Munofanira kuva nomurayiro mumwechete pamusoro pomunhu akaita chinhu nokusaziva, kana ari munhu akaberekerwa panyika pakati pavana vaIsiraeri, kana ari mutorwa agere pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kuva nomurairo mumwechete pamusoro pomunhu akaita chinhu nokusaziva, kana ari munhu akaberekerwa panyika pakati pavana VaIsiraeri, kana ari mutorwa agere pakati pavo.