Numbers 15:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaɀidza shoko raJehova, akaputsa murairo wake; munhu uyu unofanira kubviswa cose; mhoȿa yokutadza kwake iri pamsoro pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti akazvidza shoko raJehovha uye akaputsa mirayiro yake, munhu uyo anofanira kubviswa zvachose; mhosva yake inogara pamusoro pake.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti akaramba kuteerera Tenzi akatyora mutemo wake. Munhu iyeyo ngaabviswe murudzi rwake zvachose. Ndiye akazviparira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akazvidza shoko raJehovha, akaputsa murayiro wake; munhu uyu anofanira kubviswa chose; mhosva yokutadza kwake iri pamusoro pake.”
Shona 2009?
Nokuti akazvidza shoko raJehovha, akaputsa murayiro wake; munhu uyu anofanira kubviswa chose; mhosva yokutadza kwake iri pamusoro pake." Munhu akadarika murayiro weSabata anourawa
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akazvidza shoko raJehovha, akaputsa murairo wake; munhu uyu anofanira kubviswa chose; mhosva yokutadza kwake iri pamusoro pake.”