Numbers 15:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋo ʋakamuwana aciʋuŋganidza tsotso ʋakamuisa kunaMosesi naAroni, nokuʋuŋgano yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vakamuwana achiunganidza huni vakauya naye kuna Mozisi naAroni nokuungano yose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaya vakamuona achitsvaka huni vakamuunza kuna Mosesi naAroni negungano rose ravaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Avo vakamuwana achiunganidza tsotso vakamuisa kuna Mosesi naAroni, nokuungano yose.
Shona 2009?
Avo vakamuwana achiunganidza tsotso vakamuisa kuna Mozisi naAroni, nokuungano yose.
Shona SUB 2002 Bible
Avo vakamuwana achiunganidza tsotso vakamuisa kuna Mosesi naAroni, nokuungano yose.