Numbers 15:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamuisa mutoroŋgo, nokuti kwakaŋga kusina‐kurebga ɀaaifanira kuitirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakamuchengeta mutorongo, nokuti vakanga vasingazivi zvinofanira kuitwa kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa.
Shona 2009?
Vakamuisa mutirongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa.