Numbers 15:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaMosesi: Munhu uyu, ɀirokwaɀo, unofanira kuʋurawa; ʋuŋgano yose inofanira kumutaka namabge kunze kwemisasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Munhu uyo anofanira kufa. Ungano yose inofanira kumutaka namabwe kunze kwomusasa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ndokuzoudza Mosesi achiti, “Murume iyeyo ngaaurayiwe. Gungano rose ravaIsiraeri ngarindomutema namabwe kunze kwemunharaunda yamatendhe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Mosesi, “Munhu uyu, zvirokwazvo, anofanira kuurawa; ungano yose inofanira kumutaka namabwe kunze kwemisasa.”
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Mozisi, "Munhu uyu, zvirokwazvo, anofanira kuurawa; ungano yose inofanira kumutaka namabwe kunze kwemisasa."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Mosesi, “Munhu uyu, zvirokwazvo, anofanira kuurayiwa; ungano yose inofanira kumutaka namabwe kunze kwemisasa.”