Numbers 15:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinofanira kuʋa kwamuri isa ramuŋgasiʋona, mugoraŋgarira mirairo yose yaJehova, kuti muiite; kuti murege kuteʋera kuɗa kwomŋoyo yenyu nokwameso enyu, kwamaisiteʋera pakupata kwenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchava nepfunha idzi kuti mudzitarire uye naizvozvo mucharangarira zvakarayirwa naJehovha zvose, kuti muzviteerere mugorega kuita ufeve muchitevera kuchiva kwemwoyo yenyu nameso enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Masa idzodzo dzichava chiyeuchidzo chokuti mukadzitarisa muyeuke mitemo yangu muichengete, murege kungoita zvamunoda muchifurirwa noruchiva, rwemwoyo yenyu noruchiva rwemeso enyu, sezvamakajairira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinofanira kuva kwamuri isa ramungasiona, mugorangarira mirairo yose yaJehovha, kuti muiite; kuti murege kutevera kuda kwomwoyo yenyu nokwameso enyu, kwamaisitevera pakupata kwenyu;
Shona 2009?
Chinofanira kuva kwamuri isa ramungasiona, mugorangarira mirairo yose yaJehovha, kuti muiite; kuti murege kutevera kuda komoyo yenyu nokwameso enyu, kwamaisitevera pakupata kwenyu;
Shona SUB 2002 Bible
Chinofanira kuva kwamuri isa ramungasiona, mugorangarira mirairo yose yaJehovha, kuti muiite; kuti murege kutevera kuda kwomwoyo yenyu nokwameso enyu, kwamaisitevera pakupata kwenyu;