Numbers 15:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti muraŋgarire nokuita mirairo yaŋgu yose, nokuʋa ʋatȿene kunaMŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mucharangarira kuteerera mirayiro yangu yose uye muchazvitsaura kuti muve vanhu vaMwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka muchayeuka mitemo yangu yose muchiichengeta. Muchava vanhu vangu vandakazvisarudzira vatsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti murangarire nokuita mirairo yangu yose, nokuva vatsvene kuna Mwari wenyu.
Shona 2009?
kuti murangarire nokuita mirairo yangu yose, nokuva vatsvene kuna Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
kuti murangarire nokuita mirairo yangu yose, nokuva vatsvene kuna Mwari wenyu.