Numbers 15:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
unofanira kupa ʋo cetatu cehini yewaini, ciʋe cipiriso cinoɗururwa, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye chetatu chehini yewaini chive chipiriso chokunwa. Muchipe sechinonhuwira chinofadza kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamwechete newaini inokwana rita nechikamu charo chapakati napakati. Kunhuhwirira kwemipiro iyoyi kunofadza Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
unofanira kupawo chetatu chehini yewaini, chive chipiriso chinodururwa, chive chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha.
Shona 2009?
unofanira kupawo chetatu chehini yewaini, chive chipiriso chinodururwa, chive chinonhuhwira zvakanaka kuna Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
unofanira kupawo chetatu chehini yewaini, chive chipiriso chinodururwa, chive chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha.