Numbers 16:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinhu ciɗuku here ɀawakatiɓuɗisa munyika inoyerera mukaka noʋuci, kuti utiʋurayire murenje; ɀino woɗo‐kuɀiita ishe pamsoro peɗu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazvina kukwana here kuti makatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi kuti muzotiurayira murenje? Uye iye zvino munoda kubata ushe pamusoro pedu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko unoti chinhu chiduku here chawakaita chokuti wakatibvisa munyika yakanaka inoerera uchi nomukaka kuzotiurayisa muno murenje, zvawava kutoda kuzviita mutongi wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinhu chiduku here zvawakatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi, kuti utiurayire murenje; zvino woda kuzviita ishe pamusoro pedu here?
Shona 2009?
Chinhu chiduku here zvawakatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi, kuti utiurayire murenje; zvino woda kuzviita ishe pamusoro pedu here?
Shona SUB 2002 Bible
Chinhu chiduku here zvawakatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi, kuti utiurayire murenje; zvino woda kuzviita ishe pamusoro pedu here?