Numbers 16:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mosesi akatsamŋa kwaɀo, akati kunaJehova: Musagamucira cipiriso caʋo; handina‐kuʋatorera mboŋgoro imŋe, handina‐kuitira mumŋe waʋo ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akatsamwa zvikuru akati kuna Jehovha, “Musagamuchira chipiriso chavo. Handina kutovatorera kana mbongoro, uye handina kutadzira kana mumwe wavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akashatirwa zvikuru akati kuna Tenzi, “Musaite hanya nomupiro wavanokupai. Ini handina kumbovatorera kunyange dhongi rimwechete zvaro, handina kana mumwechete wavo wandakakanganisira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mosesi akatsamwa kwazvo, akati kuna Jehovha, “Musagamuchira chipiriso chavo; handina kuvatorera mbongoro imwe, handina kuitira mumwe wavo zvakaipa.”
Shona 2009?
Ipapo Mozisi akatsamwa kwazvo, akati kuna Jehovha, "Musagamuchira chipiriso chavo; handina kuvatorera mbongoro imwe, handina kuitira mumwe wavo zvakaipa."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mosesi akatsamwa kwazvo, akati kuna Jehovha, “Musagamuchira chipiriso chavo; handina kuvatorera mbongoro imwe, handina kuitira mumwe wavo zvakaipa.”