Numbers 16:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mumŋe nomumŋe atore haryana yake yeɀinonhuwira, muise ɀinonhuwira mukati madzo, muʋuye nadzo pamberi paJehova, mumŋe nomumŋe haryana yake yeɀinonhuwira, haryana dzinamazana maʋiri namakumi mashanu; newe ʋo, naAroni, mumŋe nomumŋe haryana yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume mumwe nomumwe ngaatore hadyana yake aise zvinonhuwira mairi, hadyana mazana maviri namakumi mashanu pamwe chete mugodziisa pamberi paJehovha. Iwe naAroni munofanira kuuyawo nehadyana dzenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe nomumwe ngaauye nebisiro rake rorusenzi, aisemo rusenzi. Mose muuye nawo kuna Tenzi, mabisiro akwane mazana maviri ana makumi mashanu. Iyewe naAroni muuyewo namabisiro enyu orusenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mumwe nomumwe atore hadyana yake yezvinonhuwira, muise zvinonhuwira mukati madzo, muuye nadzo pamberi paJehovha, mumwe nomumwe hadyana yake yezvinonhuwira, hadyana dzina mazana maviri namakumi mashanu; newewo, naAroni, mumwe nomumwe hadyana yake.”
Shona 2009?
mumwe nomumwe atore hadyana yake yezvinonhuhwira, muise zvinonhuhwira mukati madzo, muuye nadzo pamberi paJehovha, mumwe nomumwe hadyana yake yezvinonhuhwira, hadyana dzina mazana maviri namakumi mashanu; newewo, naAroni, mumwe nomumwe hadyana yake."
Shona SUB 2002 Bible
mumwe nomumwe atore hadyana yake yezvinonhuwira, muise zvinonhuwira mukati madzo, muuye nadzo pamberi paJehovha, mumwe nomumwe hadyana yake yezvinonhuwira, hadyana dzina mazana maviri namakumi mashanu; newewo, naAroni, mumwe nomumwe hadyana yake.”