Numbers 16:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akataura neʋuŋgano, akati: Ibvai pamatente aʋarume aʋa ʋakaipa, musatoŋgoɓata cinhu caʋo, kuti murege kuparadzwa paɀiʋi ɀaʋo ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akayambira ungano akati, “Sudurukai mubve pamatende avanhu vakaipa ava! Musabata chinhu chipi zvacho chinenge chiri chavo, kuti murege kuparadzwa nokuda kwezvivi zvavo zvose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataurira gungano rose achiti, “Ndapota ibvai pedyo namatendhe evarume vakaipa ava. Musabate chinhu chavo mungadaro mukaparadzwa pamusana pezvitadzo zvavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akataura neungano, akati, “Ibvai pamatende avarume ava vakaipa, musatongobata chinhu chavo, kuti murege kuparadzwa pazvivi zvavo zvose.”
Shona 2009?
Akataura neungano, akati, "Ibvai pamatende avarume ava vakaipa, musatongobata chinhu chavo, kuti murege kuparadzwa pazvivi zvavo zvose."
Shona SUB 2002 Bible
Akataura neungano, akati, “Ibvai pamatende avarume ava vakaipa, musatongobata chinhu chavo, kuti murege kuparadzwa pazvivi zvavo zvose.”