Numbers 16:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akati: Mucaziʋa neɀiɀi kuti Jehova wakandituma kuti ndiite maɓasa awa ose; nokuti handina‐kuaita nokuɗa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akati, “Muchaziva nezvizvi kuti Jehovha akandituma kuti ndiite zvinhu izvi zvose uye kuti dzakanga dzisiri pfungwa dzangu:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi ndokuti, “Zvino muchazoziva kuti Tenzi ndiye akandituma kuzoita mabasa ose aya andinoita hazvisiri zvokungozvisarudzira. Zvamuchaziva nazvo ndezvizvi zvokuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akati, “Muchaziva nezvizvi kuti Jehovha akandituma kuti ndiite mabasa awa ose; nokuti handina kuaita nokuda kwangu.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akati, "Muchaziva nezvizvi kuti Jehovha akandituma kuti ndiite mabasa awa ose; nokuti handina kuaita nokuda kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akati, “Muchaziva nezvizvi kuti Jehovha akandituma kuti ndiite mabasa awa ose; nokuti handina kuaita nokuda kwangu.