Numbers 16:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko munoti cinhu ciɗuku kuti Mŋari waIsraeri wakakutsaurai paʋuŋgano yaIsraeri, kuti akusweɗedzei kwaari, kuti muɓate ɓasa retabernakeri yaJehova, nokumira pamberi peʋuŋgano, nokuʋaɓatira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, hazvina kukwana kwamuri here kuti Mwari wavaIsraeri akakutsaurai pakati peungano yavaIsraeri vose akakuswededzai pedyo naye kuti muite basa patabhenakeri yaJehovha uye kuti mumire pamberi peungano mugovashandira?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko munoti chinhu chiduku here chamakaitirwa naTenzi waIsiraeri? Heya munoti chinhu chiduku nhai chaakaita chokukusarudzai muvaIsiraeri vose kuti mukwanise kusvika paari muchiita basa romutendhe raTenzi, akakuisai mberi kuti muitire vanhu basa remo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko munoti chinhu chiduku kuti Mwari waIsiraeri akakutsaurai paungano yaIsiraeri, kuti akuswededzei kwaari, kuti mubate basa retabhenakeri yaJehovha, nokumira pamberi peungano, nokuvabatira,
Shona 2009?
Ko munoti chinhu chiduku kuti Mwari waIsiraeri akakutsaurai paungano yaIsiraeri, kuti akuswededzei kwaari, kuti mubate basa retabhenakeri yaJehovha, nokumira pamberi peungano, nokuvabatira,
Shona SUB 2002 Bible
Ko munoti chinhu chiduku kuti Mwari waIsiraeri akakutsaurai paungano yaIsiraeri, kuti akuswededzei kwaari, kuti mubate basa retabhenakeri yaJehovha, nokumira pamberi peungano, nokuvabatira,